{"id":11,"date":"2016-10-23T15:59:37","date_gmt":"2016-10-23T13:59:37","guid":{"rendered":"http:\/\/2016.harare.wordcamp.org\/?post_type=wcb_sponsor&#038;p=11"},"modified":"2016-11-28T20:48:52","modified_gmt":"2016-11-28T18:48:52","slug":"wpml","status":"publish","type":"wcb_sponsor","link":"https:\/\/harare.wordcamp.org\/2016\/sponsor\/wpml\/","title":{"rendered":"WPML"},"content":{"rendered":"<p><em>Purogiramu yeWPML inoita kuti nzvimbo dzepandaneti dzakagadzirwa neWordPress dzikwanise kuchinjika kuenda kumitauro yakasiyana siyana. Inoshandisa nzira yekuchengeta zvinhu zvawakambotsvaga paindaneti zvisina kudzimwa kuitira paunozozvida zvakare (caching), yozoitawo kuti vanhu vakawanda vanoenda paIndaneti vakwanise kuona nzvimbo yako yepaindaneti zviri nyore ( SEO ) uye kamwewo kapurogiramu kanonzi\u00a0 E-Commerce . Zvose izvi zvinobatsira kuti ukwanise kugadzira nzvimbo yepaIndaneti inokwanisa kuchinjwa kuenda mumitauro gumi nefararira. WPML iyi inosimudza mablog madiki kusvika kumakuru chaizvo.<\/em><\/p>\n<p><em>WPML inobvumira kuti vashandisi vashandure zvinhu zvose zviri padandemutande kusanganisira mwongo wenyaya, mabhatani epamusoro pepeji, maWidgets, kunyange mashoko ose ane chekuita nekutarisika kwenzvimbo yacho yose yepaindaneti (theme)\u00a0 uye mashoko emaplugins.\u00a0 WPML inosimudza madandemutande ezvekutengeserana makuru chaizvo\u00a0 kupota pasi rose anopfuura\u00a0 500 000.<\/em><\/p>\n<p><em>Mashoko akawanda nezvekuita kuti nzvimbo dzepaindaneti dzingashandisa sei mitauro yakawanda\u00a0 anowanikwa paWPML.org<\/em><br \/>\n<em> Tiri kutsvaga vanhu vane chipo. Kana uri Programmer ane unyanzvi unokwanisa kutibata pano: http:\/\/wpml.org\/home\/were-hiring\/.<\/em><\/p>\n<p>WPML turns WordPress websites multilingual. It works with caching, SEO and E-Commerce plugins, and allows the building of complete multilingual sites. WPML powers simple blogs as well as corporate and enterprise sites.<\/p>\n<p><p>WPML allows users to translate everything in the site, including content, menus, widgets and even theme and plugin texts. WPML powers over 500,000 commercial websites from all over the world.<\/p>\n<p>More information about going multilingual can be found at\u00a0<a href=\"http:\/\/wpml.org\/\" target=\"_blank\" rel=\"nofollow\">WPML.org<\/a><\/p>\n<p>We are looking for talent. If you are a smart programmer you are welcome to contact us here: <a href=\"http:\/\/wpml.org\/home\/were-hiring\/\" target=\"_blank\" rel=\"nofollow\">http:\/\/wpml.org\/home\/were-hiring\/<\/a>.<\/p>\n","protected":false},"excerpt":{"rendered":"<p>Purogiramu yeWPML inoita kuti nzvimbo dzepandaneti dzakagadzirwa neWordPress dzikwanise kuchinjika kuenda kumitauro yakasiyana siyana. Inoshandisa nzira yekuchengeta zvinhu zvawakambotsvaga paindaneti zvisina kudzimwa kuitira paunozozvida zvakare (caching), yozoitawo kuti vanhu vakawanda vanoenda paIndaneti vakwanise kuona nzvimbo yako yepaindaneti zviri nyore ( SEO ) uye kamwewo kapurogiramu kanonzi\u00a0 E-Commerce . Zvose izvi zvinobatsira kuti ukwanise kugadzira nzvimbo &hellip; <a href=\"https:\/\/harare.wordcamp.org\/2016\/sponsor\/wpml\/\" class=\"more-link\">Continue reading <span class=\"screen-reader-text\">WPML<\/span> <span class=\"meta-nav\">&rarr;<\/span><\/a><\/p>\n","protected":false},"featured_media":12,"template":"","meta":{"jetpack_post_was_ever_published":false,"_wcpt_sponsor_website":"https:\/\/wpml.org\/","footnotes":""},"sponsor_level":[4035],"class_list":["post-11","wcb_sponsor","type-wcb_sponsor","status-publish","has-post-thumbnail","hentry","wcb_sponsor_level-bronze"],"jetpack_sharing_enabled":false,"jetpack_shortlink":"https:\/\/wp.me\/p7Y8oZ-b","_links":{"self":[{"href":"https:\/\/harare.wordcamp.org\/2016\/wp-json\/wp\/v2\/sponsors\/11","targetHints":{"allow":["GET"]}}],"collection":[{"href":"https:\/\/harare.wordcamp.org\/2016\/wp-json\/wp\/v2\/sponsors"}],"about":[{"href":"https:\/\/harare.wordcamp.org\/2016\/wp-json\/wp\/v2\/types\/wcb_sponsor"}],"version-history":[{"count":4,"href":"https:\/\/harare.wordcamp.org\/2016\/wp-json\/wp\/v2\/sponsors\/11\/revisions"}],"predecessor-version":[{"id":451,"href":"https:\/\/harare.wordcamp.org\/2016\/wp-json\/wp\/v2\/sponsors\/11\/revisions\/451"}],"wp:featuredmedia":[{"embeddable":true,"href":"https:\/\/harare.wordcamp.org\/2016\/wp-json\/wp\/v2\/media\/12"}],"wp:attachment":[{"href":"https:\/\/harare.wordcamp.org\/2016\/wp-json\/wp\/v2\/media?parent=11"}],"wp:term":[{"taxonomy":"wcb_sponsor_level","embeddable":true,"href":"https:\/\/harare.wordcamp.org\/2016\/wp-json\/wp\/v2\/sponsor_level?post=11"}],"curies":[{"name":"wp","href":"https:\/\/api.w.org\/{rel}","templated":true}]}}